Tsuro naGudo: Misi Yese Haifanani

Unabridged Audiobook

Written By: Daniel Mutendi

Narrated By: Eunice Ratidzo Tava

Publisher: Authors Republic

Date: October 2016

Duration: 0 hours 12 minutes

Summary:

Iri ibhuku rengano yaTsuro naGudo vachishinhirana zvavo. Ngano yacho inonakidza zvikuru yakarahwa neChiKaranga nehwi rinodakadza chose. Mungano iyi mune dzidziso yekuti zvaunoitira vamwe nhasi, ziva kuti mangwana zvinofuma zvoitigwavo kwauri.

Genres: